Ndakatsika moto gys huyai mupedze masports apo zvekukasika ndiri pama1 ndosaka ndaku chekeresa soo zvimwe zvese bhoo zinnara chete ndopakaipa unongo uya ne85us yako tobva tangoisa mutero
$1,200