Handina mamwe mapic andichakupai nyatso wonai ipapa kick and go Zinara up to date nyama last inopedza masports iyi iri kuchitungwiza kana pane zvaunoda zvimwe zvisiri maphotos ndibate apa 0719258552 kana apa dzese dziripaapp 0771258552 chero ukada kuphona kunopedza futi masports kwete kuzonditi ichiripo hre number dzangu ndaisa idzo
$1,700