munhu kutouya kuzoona mota kwakutoti for this truck i will give you more than you asked for chiibvisa pamarket kwakutoita turn down vanhu variserious now yangova mangwana mangwana...aaah huya utori kabongo ako body on wheels engine needs crankshaft grinding body rakamira kuti twii
$900