Nissan tiida iyi yakafa gearbox veduwe musamhanyidzane haina kuchipa zviri kuenderana nekuti yakafa. Verengai musati mafona. Mota iyi iri kumba ku Hatfield haina battery as it is 1500 call or app 0773264331. Vasina kuifarira tichakuonai nekunyarara. Thank you
$1,500