*RUDO:askana *nhamo* yazondibata rough kunge corona askana😥😥😥 *TSITSI:ko* indava mudikani kutaura kudaro sure?? *RUDO* : *ummm* askana ndambozama kuita kano hpna chabuda kunyura kwega kwega *TSITSI:aaaah* zvarudo vaskana ndonyaya ycho chete iyoyi, zvidiki izvo wakambonzwa nezva missRue hre *RUDO:andivazive ini* vanoita nezvei?🥴🥴🥴🥴 … More
$50