Murungu atenga Fortuner kwahi tengesai Toyota Surf nokuti yakangogara. Zvokwadi Mota yakanaka iyi, inoda vaya vanogara mumigwagwa inemakomba nemakoronga. Mutengo $6500 muchichema kana kuzhamba zvinotenderwa. Hatidi vanovovora. I diziri, 1KZ kubva pano kusvika Canaan no problem. Ndibatei pa app 0773474836
$6,500