Kick n go yakachenesa zvekuchena zviya engine and gearbox kwakachena hapana chekumbobata kumutsa nekuyenda ndirikuda mariii shoma chete 900usd Call or app 0715713511 Kana takutavura zvemota dzinopedza masports ka 1 aka kanopedza masports ipapo hapana chekubata matayi manyama kamota kacho kanyama munhu vamwarii handidi kunyepa kamota kangu kakachenesa Ende ndirikuda swap kana marii But kana uchivuya ne swap ndirikuda mota inofamba
FREE