Nhai ndibatsireiwo ndine mwana anzwa nekufoira maths dze O'level anyora ka4 achifoira saka pane akazonditi muendesei kwaSir Munyar kuchitungwiza,anyone anoziva nezvaSir Munyar ,thanks kunevachabatsira.