Mange muchizviziva here kuti nemutengo weUS$ 3500 chete mavekukwanisa kuwana 300sqm stand yenyu mumusha weWaterfalls uri muguta reHarare.Musha uyu uri kukura nekukasika kwazvo uye kurikuvakwa dzimba dzakaisvonaka.Mukabvisa mari inokwana iyo US$ 2000 mavekukwanisa kutotanga kuvaka muchipedzisa inenge yasara padiki padiki.Mastands aya ane mapapepa… Zvimwe akachena eCession.Kuti munzwe zvizere uye muwanewo yenyu,ndinyorerei tsamba YeWhatsApp pa 0714 706 436 kana kundibata parunhare panumber dzinoti 0778 062 968
$3,500