Simbi yebasa.FL 10 Tipper iyo,ine good engine,good gearbox and is perfectly tipping. Mota iyo needs attention on cab yatikureiwo zvayo,powersteering pump inopfava ukaisa maHighrave and some good tyres but aripo anotofamba. Mota iyo inotorova basa,if you bring your batteries inomuka 1 kick pairi ipapo yotoenda kubasa,haitopwe oil,haina maLeaks chero ikarova basa sei. I am looking for a clean small car and top up,tichionesana kut mota yacho inenge yakadii. Cash ndirikuda $7.5. neg. call 0777057696,0719057696 lets talk.
$8