GD1 old shape $2500 Haina Respray Haina Accident Haina kuvhurwa Engine ne gearbox Inoda rudo pama tyre ne pa door chete suspension yakanaka Mutero uripo kakamira kamota aka kanongoda rudo chete,fona kana app pa 077 114 7642
$2,500