Quick sale, dzauya dzamunosvikira idzi, vaneta nekukwira zupco kauya kanyama 0.9l kanoconverter fuel to bundles, kick n go, smooth drive, ndirikuda Mari shomanana, zinara 07/21, ma airbags akaputika hawo. CallsA/ app 0773659004/0775507419
$1,600