Ndipeiwo 1.700usd apo Kakachenesa engine solid,gearbox solid Ma gears ese arikupinda zvakanaka Kupa mahara chaiko Road teat kana kutokadzosera ku ford kwacho kwakakabva 0785234310
$1,700