Unoda Nyoka inorutsa mari here,Mmm vazukuru nyoka ini handina.. Plus musadzitsvage munopedzana semhuri..,Ndine ma machines andiinawo anounza mari kutodarika nyoka idzo,Ndine ma sausage makers and chips friers.,Kubva pa $150 usd only unokwanisa kuzviwanira mushini wako unokuitisa mari wakagara hako pamba...
$150