Masondosi mukutiuraya nekushaya Mota Ko taurai ka chokwadi kuti Mota irikwakakati chokwadi kuchengeta munhu kusvika Mota yacho yatengwa musadero so, varidzi vemota dzidzaiwo kuisa Mota mega mhani zvoitirawo nyore munhu akuida than munhu anotauriswa nevanhu 8 asati asvika pamuridzi
FREE