Apa ndikuda makudo epa tonaz anditenge .Ini ndakanaka zinara ne book ndinazvo.Kana wanditenga orega kundi tyaira wakadhakwa ini speed ndoyangu ndokutora mbabvu.vandifarira chi atai muvhangeri pa 0783815009. movapa $4500 takenda.Ndini wenyu BMW 320 E90
$4,500