Hie Tete Tsitsi ndivigewo kuseri.,Mugore ra2006 muna Dec ndakatumira mukadzi kumusha kwedu ini ndichiti ndinozotevera paChristmas sezvo ndaiva pabasa.Two days after vaenda kumusha ndakafonerwa husiku around 10 kuti mwana arumwa nenyoka ari mukitchen vachidziya moto.Ndakadriver nehusiku ndichisvika mwana akanga ava chando atonzi ashaya vachimuendesa… More kuchipatara nengoro.Hamawee ndakabatwa neshungu,zvokuti zvose zvandainzwa kuti baba vangu vanoroya ndichiramba musi iwowo ndaiva ndoona muroyi mumeso angu.Zvisinei mariro akaitwa mwana ndokunovigwa vanhu vachibva kumakuva vakasvikowana pamba paina tsika mutanda wandainge ndadanidza pamwe nablaz vanhu.Ndakati munhu wese kumutanda you like it or Not… More
FREE