With just $200 mashoko ekuti, "Dady Chakati Chapera) kana kuti DCC unogona kusazomataura zvakare in your life.,Tengai machine we mince and sausage uyu we $200 and start making money,Chero murume akasakupa yemuriwo anongowana wabika chete nekuti mari yacho unenge unayo,Mushini uyu unopedza munyama, jambwa rushava shava Unodzinga mhepo nehurombo Ukautenga mushina uyu chero munzvimbo ma unogara unenge wakuremekedzwa, "boss lady, chimhamha, nyamukuta etc lol"
$200