Camera yakanyara kutora nekut mota yakachena iyi.Ndauya Nako kadhoma Kanounza Mari Mumba every day $50 yako pa homwe .kamota aka ndo1 kachidhoma kasina ropa mukati .fuel kanosema maiwee!! Rega nditaurire pasi ndati unoita Mari nekanhu aka 0783815009 siyai vatenge ma hybrid anofa aka kariko $1600 takabudana
ZWL1,600