NDOZVIUDZA ANI?Part 1,Hide ID mukoma ndichaisa muchidumbu nekuti nyaya ihombe ende zvirikuitika as I type.,Chaindinetsa every December madzikoma angu vaiuya kumba vachipembera, kudya nekunwa. Musi wandakatanga kufungira kuti hazvisi zvega panext pedu paive pane rufu asi havana kuendako vakatopembera as usual tichigocha nekunwa. Takaberekwa tiri 3… See more boys ini ndini wekupedzisira. Vabereki vakashaya ndichangopedza chikoro. Madzikoma vakatanga kugara Joburg.
FREE