Hama dzangu ndauya nenyaya yandinayo asi inoda kuti mundinzwisise zvakadzama kune minda iri Goromonzi 5hacters kusvika, 40hacters minda iyi iri kuwanikwa nemunhu wese asi anenge agona kunzwisisa mafambire ayo as government of Zimbabwe yakati ivhu kuvavhu kune maFarms akanga akapambwa asiri kurimwa ndiwo ari kunzi vanhu vaite zvidimbu zvidimbu… See more
$500