Makadii vemaDNA please Hide ID Nyaya yangu yakamira yakadaiso Inin ndiri muskana ane 21years ndinogara na amai vangu na stepfather nekuti baba vangu nyakubereka vakafa netsaona muna 2015. Pakaroorwa mhamha naStepfather ava hazvina kumbondinetsa kuwirirana navo nekuti vakasununguka. Problem yakazouya pakuti mhamha vanoita zvekuenda ku South See more
FREE