Back camera haiskuita yakango rega kushanda wen it updated software yacho..... Harmony OS v2..... mint condition....64 gb 6gb ram GPU turbo (gaming phone) Battery bho....zvese bho phone nyama haina kana maproblems battery 100%
$75