Tinotengesa ma receipt printers manyowani anokonekitiwa ne Bluetooth kana USB unogona kushandisa ne fon kana ne computer iri bhoo kune vanotengesa groceries kana vanotengesa magetsi paku print zesa tokens kuti ushandise receipt printer iyi hapadi zvinhu zvakawanda panongodiwa fon yako chete kana computer yako chete laptop inoita Tibatei apa titaure 0715651091
$60