haic yangu ndiri musondosi pfungwa yekuisa pa 2100 yairipo hayo asi ndakumboita straight dhiri apa murungu akuda zvuru zviviri varume .Haka kosori kama ku hetsura kumutsa uripanze hako uchifonera pastor . Murungu akaitengawo pa murungu wegandajena ave kuenda kunyika kwake batai Muvhangeri pa 0783815009 banga riri pa musha we Crowbrough
$2,000