Ndine stands akati wandei mumusha mangu anoda vanhu .Mumusha mune magetsi uye mvura hainetse pakuchera borehole or tsime.Musha uyu uri kuseri kweGlen lorne tiri muShamva road 33km kubva muguta reHarare.Tinoda vaya vanoda kugara kuno vachienda kubasa kuHarare.Mitengo unoti $3/sqm uye tobvuma 50% deposit imwe ozopedzisa munguva ingaita mwedzi mitatu zvichienderana tawirirana zvipi.Fonai kana kushandisa Whatsapp pa0715444903/0773294701
$1