Guyz ndri musondosi pamota iyi plz mota iyi yakaoma engen ndati kut gwaaaa. Ndeya gogo muchembere vari kuda kuyenda ku SA musiwe friday guyz mhanyai mutore mota iyi kana paine anakirwa nayo 0777259923 haina parikurwadziwa fonai guyz totora sinhi
$2,600