stand yakakura asi ndodambura kutanga pa500sqrmtr inoda 900us,munda wakamborimwa magetsi aripadyo,mvura mugodhi 6mtrs,muroad uyezve iri under sabhuku uyo musha wakachipa wanawo pako mukada kuziva zvizhinji fona.whatsap,txt kumuridzi wemunda vanova mai guzha pa+263771213651 muitirwe zvakanaka namwari
$900