Ndisingazive kut uchada kutanga kutesitira kupi... Kumabvuku here kune makoronga kune mibhedha ye tsenza uchinzwa suspension... Kana kuti wotangaka nekuna masvingo road yamukungoti capet capet or kuepweth kudust. Handisirini ndadaro ndangonzi ipa vanhu vafambe vakagara Hona mwana uye Chenai chenai Kavigin boy *honda fit*
$3,500