iro dzemura pasi simbi ye Jerimani pakudiwa akacheneswa meso anoona masinhi manyama kwete vanobondera !!! virgin engine iyi ndi ama 2000 iyi 2001 model twese tunodakadza turimo kushinyira chete richitsemura nzira call 0783815009 muvhangeri mukuru kuwadzana 2 deal
$2,200