Auya ma original not ma china battery rinoshanda zve 5hours makabatidza zi 65inch ne 2 ma light ,wifi laptops and charger, ma battery aya aka prove pa Capetown akaonekwa kuti moto uyu unoda kumusha chaiko, hodha rako 1
$125