Yaive yakafa ma sensor ndisina cash so l wanted someone anodhonza as it was. So zvakanetsa kuti munhu atenge a non runner at $1350. So ndakazogadzirisa kuna auto electrician yaakufamba so I want $1400 . Ndiriku Kwekwe mutown. Musauya kuinbox kwangu pa Facebook nekuti phone haisi yangu so direct call 0778545099 DONT TALK PA FACEBOOK NEKUTI NDAAKUTOBVA. 0778545099
$1,400