Daily runner. Test drive kusvika kwamada nyangwe Bulawayo toenda nekudzoka. Apa kunaka kwazvo karipa manual futi .good fuel saver kufamba mahara nehalf cup toenda Bulawayo nekudzoka
$1