Kune akuda nzvimbo yekuvaka imba/musha kana pekuitira poultry,goat or pen fattening muberere meHarare 31km munzira yekuenda kuShamva 8km from Enterprise Road muri mumusha mune magetsi musiri mumapurazi hatitaure pambozha runhare paApp kana kufona .Umu mumusha asi vagari vazhinji vanogara kuno vachishanda havo muguta reHarare.Kuuya paground kuzoona kwakanaka pane pafoni haugone kuona kana kuziva zvizhinji .
FREE