Tinohodhesa mabhero kubva evana vadiki, vanhu vakuru / mizera yose tine mbatya dzinoenderana navo uye inoenderana nenguva. Vatsva mune zvemabhero tokudzidzisai matangirwo acho pamitengo yamunga parure mabhero acho nayo. - Tinounza kwese kwauri so long tawirirana order yauri kuda uye wativimbisa kuti ndiyo chaiwo order yawada. Tinounza order yenyu pamazuva mana (4days) inenge yamumaoko enyu.
$280