The car yanga ine mazuva isingafambe ikumuka yodzima vamwe vana makanika vakuti iFuel shoma vamwe vakuty maybe iHighPressure pump bty ikutoCranker anoda kuitora as it is come kuUshewokunze ne$1000 rako neWrecker yako wonogadzirira kumba kwako zvemaRunner vakundivhunza maLast price handisi kupindura kana vachauya vachida zvimwe zvana more pics nekuvhunza hee yakafei ndokaMinor problem kainako aka and I am selling it as it is saka handingagadzirise or kuDira fuel mota yandikutengesa mahara soo. Ndatenda
$1,200 Now $1,000