$433 wakutovaka paMhondoro ngezi sezvikuita vamwe $433 unowana hactor yako pedyo nemashops chikoro uye virgin land 120km from Harare uye bus unongoridza muridzo uri pamba rotomira wakatoenda huyai kubox mumwe nemumwe pake asi vaya vasati vanemari musa uya mozouya mavanayo ndikuda vanhu vakatirongekei bcoz kuno kwakarurama
$433