E200 W210 red top 111 engine Kompressor facelift 0718888473 0773388473
Mota yakanakisa hapana chakafa parikuda pfuma chete, mukati mayo ndemerudzi rwedewe aifarira ndifonere kana kutumira tsamba apo 0718888473 kana pa 0773388473 kana kufona apo 0784914880 muno mu Harare.