FORD pick up Needs swap and top with a good working
Mota iyi yakatsemuka radiator ikapisa engine head but yakagadzirwa en yambofamba kwakuona oil and water mix ku sump ndokui parker kubva ipapo .... Mota yakapakwa ichifamba iyi l repeat mota yakapakwa ichifamba iyi ....