Mota iyo ine savice yakazara uye nothing to touch apo yakachipa kudarika mazepe mutero unopera next year price 800 usd only MA time westers chimbomirai mobva mamira futi kundi bvunza kuti why ya chipa reason ndini ndoiziva Ndogona kuuya nayo futi kubsa kwako or kubhawa kwaunomwira or pamba futi ndibate apo deal nderamangwana chete +263789122759
$800