Ryt inzwa nhaiwe Hama yangu nezve Toyota voxy Engine sealed but yakabiwa macoil packs awo ndozvakaita Kuti imire kufamba Gearbox sealed haina kumbobatwa kana Chii ipapa Body work yakanaka zvokuti Suspension yakanakisa zvokuti Ndrikuda matyres Ako masize 15 wotora Mota yako Hama Mota irimuchinhoyi town ndomandogara any serious buyer call or app #0783148619 if negotiations are possible Mari ndoda 1900
$1,900