Kukasika kuona nekufunga nekuziva kunodiwa.. Salary haife yakakwana sahwira. Instead yekumirira kupera kwemwedzi kuti ubate mari; Ukatanga business rako unenge wavabata mari zuva nezuva zvokupa financial freedom.Nhasi Ndauya nema business Idea asina kuwandirwa; unoziva here kuti unokwanisa kutanga business nemari shomanana kana ukatenga ma See more
$100