Toyota corrolla price 1200 usd south African car Mota iyi harisi x jap Uye mota iyi iri clean Haina chakafa Haina kana dambudziko good fuel saver haina chainoda kugadzirwa mota iyi Suspension 100 percent GOOD sound system Low mileage 240 dashboard speed Manual transmission 6 forward speed
R1,200