Ane 1600 huya utore toyota platz yakasununguka pully recrank ikarasa timing kana waida kungoseta woenda uchi driver kamota ako kakachena mukati nekunze zvichemo ndotambira hangu zvishoma 0772624966 unondibata kana waida iripa Mhondoro mubaira
$1,600