Rytt inzwa unzwe nhaiwe bhururu nezve Isuzu truck ELF Diesel Engine yakafa yakaboiler uchiuya kubva Far Sealed gearbox manual Body rakanakisa zvokuti Suspension yakanaka Mutero uripo NB..Mota haina kufamba kuzim yakangouya yaita prob from Far Pamarii ndoda 2.5k .. Call or app #0783148619..NB Mota irimuchinhoyi
$2,500