Rytt nhaiwe Hama yanku inzwa ka nezve Nissan Tilda iyi Yakarovera kuside uko kwauri kuona uku Engine I sealed and haina kukanganisika takaisa key inomuka one kick Gearbox sealed haina kumbobatwa kan a Chii ipapa Body rakanakisa zvokuti bhe maboss angu Suspension yakanakisa and ne matyres aripo manyowani.. Megs available zvakare with a spare wheel Kuisa battery nekumutsa APA warungu wangu Pamarii ndoda offer $1.6k yakadaro varungu NB kusaidhi kwakarovera ndokune fault chete
$1,600