Ndrikuda mari kna swap deal nemota diki...engine n gearbox hapana chekubata irikungoda Ku serviswa pump irikudya muto. Test drive kusvika kwawada..0788647029 calls or whatsap ndopindura
$2,500