Kuvaviwa kunhengo Kubuda tumapundu tunovava or kurwadza panhengo Kurwadziwa panguva yekuita bonde Kurwadziwa nemudumbu zvisinganzwisisike Kubuditsa mvura or zvinhu zvinonhuwa kusikarudzi kubuda mhopo kusikarudzi Kubuditsa zvinhu zvine ruvara rwusinganzwisisike kusikarudzi Kuzvimba nhengo yesikarudzi Kushaya nzara nechido kana Havi or More
$15