Wabereki mota iyi ndakapaka ichifamba mangwama acho ndakuda kuimutsa yakungo cranger kana pane anoida yakadaro huya utore kana una motor Mac wako unouya naye inobva ichifamba nayo 0783352164 /0719614157 opo ndaida kutotengesera munhu akamira ne 1700 yakaramba nanhasi
$1,000