Inzwa hama, Mota irikurasa oil kana wadzima engine ikuda kusungwa chete kana uchigona unouya woita but zvairi you can drive and haina mota yainozeza paroad inokwikwidza, Book lost, Zinara ikuda $117 only, battery hapana unouya nerako and its 1 kick and go, App 0774471646, Calls 0781890604
$1,000